RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb16 November p. 2
  • “Murume Wake Munhu Anozivikanwa Pamagedhi Eguta”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Murume Wake Munhu Anozivikanwa Pamagedhi Eguta”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mashoko Akafanana
  • Zano Raamai Rouchenjeri
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2000
  • Bhaibheri Rinotaura Kuti Mudzimai Anokwanisa Akaita Sei
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mirayiridzo Yokuchenjera Kune Vakaroorana
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
  • Chii Chinoreva Kuzviisa Pasi Muroorano?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1991
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
mwb16 November p. 2

KURARAMA KWECHIKRISTU

“Murume Wake Munhu Anozivikanwa Pamagedhi Eguta”

Mudzimai anokwanisa anoita kuti murume wake aremekedzwe. Makore akararama Mambo Remueri, murume aiva nemudzimai anokwanisa ‘aizivikanwa pamagedhi eguta.’ (Zvi 31:23) Mazuva ano, varume vanoremekedzwa ndivo vanoshanda sevakuru kana kuti sevashumiri vanoshumira. Kuti vakwanise kuzopiwa basa iri, madzimai avo anofanira kunge achiita zvakanaka uye achivatsigira. (1Ti 3:4, 11) Varume vane madzimai akadaro vanoatenda zvikuru. Kunyange ungano inoatendawo.

Mudzimai anotaura zvine mutsa nemurume wake, anotamba nevana murume paanenge achiita mabasa emuungano, uye anotenga zvekudya

Mudzimai anokwanisa anotsigira murume wake nekuita izvi . . .

  • kumukurudzira nemashoko emutsa.​—Zvi 31:26

  • kubvuma asinganyunyuti kuti ashandise imwe nguva pakubatsira ungano.​—1VaT 2:7, 8

  • kurarama upenyu husina twakawanda.​—1Ti 6:8

  • kusamubvunza zvinhu zvakavanzika zvemuungano.​—1Ti 2:11, 12; 1Pe 4:15

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe