RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 February p. 5
  • “Zivisa Gore Rokufarirwa naJehovha”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Zivisa Gore Rokufarirwa naJehovha”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mashoko Akafanana
  • Kururama Kunokura muZiyoni
    Uprofita hwaIsaya—Chiedza Chavanhu Vose II
  • “Nguva Yokufarirwa”
    Uprofita hwaIsaya—Chiedza Chavanhu Vose II
  • “Miti yaJehovha Inoguta”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
  • Rudzi Rwemiti Inorarama Kwenguva Yakareba Zvikuru
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 February p. 5

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ISAYA 58-62

“Zivisa Gore Rokufarirwa naJehovha”

“Gore rokufarirwa naJehovha” harisi gore chairo rine mwedzi 12

61:1, 2

  • Inguva inopiwa vanyoro naJehovha kuti vasarudze kuteerera zvaanotaura kuti vasunungurwe

  • Kare, gore iri rakatanga muna 29 C.E. Jesu paakatanga ushumiri hwake, rikazoguma ‘pazuva rokutsiva’ raJehovha pakaparadzwa Jerusarema muna 70 C.E.

  • Iye zvino, gore iri rakatanga muna 1914 Jesu paakagadzwa samambo kudenga uye richaguma pakutambudzika kukuru

Chati iri kuratidza kuti gore rokufarirwa rakatanga muna 29 C.E. rikapera muna70 C.E. uye muna 1914 kusvikira pakutambudzika kukuru

Jehovha anokomborera vanhu vake nekuvapa “miti mikuru yokururama”

61:3, 4

  • Miti yakareba kudarika mimwe pasi rose inowanzokura pamwe chete mumasango, uye inobatsirana

  • Midzi yacho inogona kupindana-pindana zvoita kuti miti yacho isimbe uye isatorwa nemhepo ine simba

  • Miti mirefu inodzivirira miti midiki uye mashizha ainodonhedza anoita kuti ivhu riwane mupfudze

Vose vari muungano yechiKristu pasi rose vanotsigirwa uye vanodzivirirwa ‘nemiti mikuru yokururama,’ kureva vaKristu vakazodzwa

Miti mikuru ine midzi inonyatsodzika pasi uye inopa mumvuri kumiti midiki
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe