RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 May p. 6
  • Usaramba “Uchizvitsvakira Zvinhu Zvikuru”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Usaramba “Uchizvitsvakira Zvinhu Zvikuru”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mashoko Akafanana
  • Bharuki—Munyori Akatendeka waJeremiya
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2006
  • ‘Usazvitsvakira Zvinhu Zvikuru’
    Shoko raMwari Kwatiri Achishandisa Jeremiya
  • Ivai Neushamwari Hwakasimba Mugumo Usati Wasvika
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
  • “Ndinewe Kuti Ndikununure”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 May p. 6

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JEREMIYA 44-48

Usaramba “Uchizvitsvakira Zvinhu Zvikuru”

45:2-5

Bharuki anogona kunge aiva mukuru mukuru akadzidza aishanda pamuzinda wamambo. Aiva munamati waJehovha uye aibatsira Jeremiya, asi pane nguva yaakanga asingachaisi pfungwa dzake dzose panyaya dzekunamata. Akatanga ‘kuzvitsvakira zvinhu zvikuru,’ uye zvinogona kunge zvaiva kukwidziridzwa mumuzinda wamambo kana kuti kutsvaka pfuma. Aifanira kutochinja pfungwa dzake kuti azopona paizoparadzwa Jerusarema.

Bharuki paaiva munyori waJeremiya, aifungidzira achiva nemukurumbira uye pfuma
Chati iri kuratidza pakatanga Jeremiya kuprofita, gore raakatanga kubatsirwa naBharuki, uye pakazoparadzwa Jerusarema
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe