RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 June p. 1
  • Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • MUKAI!
  • DZIDZISA CHOKWADI
  • CHII CHINODIWA KUTI MHURI IFARE? (T-32)
  • NYORAWO MHARIDZO YAKO
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 June p. 1
Hanzvadzi iri kufungisisa zvairi kuverenga muBhaibheri

Kudzamisa pfungwa pane zvaunenge uchiverenga muBhaibheri

Mharidzo Dzekuenzanisira

MUKAI!

Mukai! Nhamba 3 2017 | Bhaibheri Rinobva Kuna Mwari Here?

Mubvunzo: Bhaibheri rinobva kuna Mwari here kana kuti zvinhu zvirimo dzingoriwo pfungwa dzevanhu?

Rugwaro: 2Ti 3:16

Zvekutaura: Magazini iyi inotsanangura zvinhu zvitatu zvinoratidza kuti Bhaibheri rakabva kuna Mwari.

DZIDZISA CHOKWADI

Bhaibheri rakavhurika

Mubvunzo: Tinofanira kuona sei upenyu hwatakapiwa naMwari?

Rugwaro: Zva 4:11

Chokwadi: Sezvo upenyu chiri chipo chatakapiwa naMwari, tinofanira kuhukoshesa. Hatifaniri kuita zvinhu zvinotikuvadzisa kana kuti zvinourayisa vamwe vanhu. Tinoda kukoshesa upenyu.

CHII CHINODIWA KUTI MHURI IFARE? (T-32)

Chii Chinodiwa Kuti Mhuri Ifare?

Mubvunzo: Tarisai muone mubvunzo uri papepa iri. Mungati mhinduro ndeipi apa?

Rugwaro: Ru 11:28

Zvekutaura: Pepa iri rinoratidza kuti zvinotaurwa neBhaibheri zvingabatsira sei mhuri yenyu uye kuti nei tichifanira kuvimba nezvinotaurwa neBhaibheri.

NYORAWO MHARIDZO YAKO

Nyorawo mharidzo yako pachako yomuushumiri uchitevedzera mharidzo yokuenzanisira iri pamusoro apa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe