PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MARIRO 1-5
Kumirira Kunoita Kuti Titsungirire
Chii chakabatsira Jeremiya kuti atsungirire kunyange zvazvo airwadziwa?
Aiva nekutenda kuti Jehovha ‘aizokotama’ kuti asimudze vanhu vake vainge vapfidza kuti vasaramba vakasuruvara
Akanga adzidza ‘kutakura joko paaiva mudiki.’ Kutsungirira miedzo paunenge uchiri mudiki kunokubatsira kuzokunda matambudziko anozouya paunenge wakura