KURARAMA KWECHIKRISTU
Iva Akavimbika Paunoedzwa
Ona vhidhiyo yakanzi Iva Akavimbika Sezvakanga Zvakaita Jesu—Paunoedzwa, wozopindura mibvunzo iyi:
Zvii zvakaitwa nemapurisa achida kuti Sam asaramba akavimbika kuna Mwari?
Chii chakabatsira Sam kuramba akavimbika?
Kuvimbika kwake kwakabatsira sei kuti Jehovha arumbidzwe?