RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 July p. 8
  • Zvininipise Paunorumbidzwa Nevamwe

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvininipise Paunorumbidzwa Nevamwe
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Iva Akavimbika Paunoedzwa
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Kokorodzano Yoruwa Inoita Kudana Kunonyandura!—Rumbidzai Jehovha Nomufaro Zuva Nezuva!
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1995
  • Rumbidzai Jehovha, Mwari Wedu!
    Imbirai Jehovha
  • Rumbidzai Jehovha, Mwari Wedu!
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 July p. 8

KURARAMA KWECHIKRISTU

Zvininipise Paunorumbidzwa Nevamwe

Dzimwe nguva vamwe vanogona kutirumbidza. Izvi zvinogona kutikurudzira kana munhu wacho achizviita nemwoyo wese uye nevavariro yakanaka. (Zvi 15:23; 31:10, 28) Asi tinofanira kungwarira kuti kurumbidzwa ikoko kusaita kuti titange kuzvikudza kana kuzviona setiri nani kupfuura vamwe.

ONA VHIDHIYO INONZI IVA AKAVIMBIKA SEZVAKANGA ZVAKAITA JESU—PAUNORUMBIDZWA, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Zvii zvingaita kuti vamwe vatirumbidze?

  • Hama dzakarumbidza Sam nezvei?

  • Hama dzakazonyanyisa sei pakumurumbidza?

  • Wadzidzei kubva pamapinduriro akaita Sam?

Pikicha iyi yakatorwa pavhidhiyo inonzi ‘Iva Akavimbika Sezvakanga Zvakaita Jesu—Paunorumbidzwa,’ inoratidza Sam achitandara nedzimwe hama achiratidza kuti anozvininipisa paari kurumbidzwa.
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe