RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 October p. 8
  • “Vanakomana Venyu Nevanasikana Venyu Vachaprofita”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Vanakomana Venyu Nevanasikana Venyu Vachaprofita”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Mashoko Akafanana
  • Ngwarira Vaporofita Venhema!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1992
  • Tichaenda Nemi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2020
  • Ndianiko “Ucharwirwa”?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1998
  • Bhuku reBhaibheri Nhamba 29—Joere
    “Rugwaro Rwose Rwakafuridzirwa naMwari uye Runobetsera”
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 October p. 8

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JOERI 1-3

“Vanakomana Venyu Nevanasikana Venyu Vachaprofita”

2:28, 29

VaKristu vakazodzwa vanoitawo basa rekuprofita. Vanotaura “pamusoro pezvinhu zvikuru zvaMwari” uye vanoparidza “mashoko akanaka oumambo.” (Mab 2:11, 17-21; Mt 24:14) Vemamwe makwai vanovatsigirawo pakuita basa iri

PaPendekosti muKristu akazodzwa ari ‘kuprofita’ nekuparidza kwaari kuita “mashoko akanaka oumambo” kuvanhu vemarudzi akasiyana-siyana

2:32

Zvinorevei ‘kudana zita raJehovha’?

  • Kuziva zita rake

  • Kuremekedza zita iroro

  • Kuvimba nemunhu ane zita iroro

Zvibvunze kuti, ‘Ndingatsigira sei vakazodzwa pakuita basa rekuprofita?’

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe