RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb17 November p. 2
  • “Tsvakai Jehovha Kuti Murambe Muchirarama”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Tsvakai Jehovha Kuti Murambe Muchirarama”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • 5:6, 14, 15
  • Unogona Kuwana Pfuma Inokosha Kupfuura Ndarama!
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
  • Unombobvunza Kuti ‘Jehovha Ari Kupi’ Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
  • Tsvaka Jehovha, Muongorori Wemwoyo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
  • Rubatsiro Ruripo
    Mukai!—2020
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
mwb17 November p. 2

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | AMOSI 1-9

“Tsvakai Jehovha Kuti Murambe Muchirarama”

5:6, 14, 15

Zvinorevei kutsvaka Jehovha?

  • Zvinoreva kuramba tichidzidza nezvaJehovha uye kurarama tichiteerera mitemo yake

Chii chakaitika vaIsraeri pavakarega kutsvaka Jehovha?

  • Vakanga ‘vasingachavengi zvakaipa uye kuda zvakanaka’

  • Vakanga vava kuita zvaida mwoyo yavo

  • Vakanga vasingachateereri zvaitaurwa naJehovha

    MuIsraeri ari kudyisa nekunwisa

Zvii zvatakapiwa naJehovha zvinotibatsira kumutsvaka?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe