PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | OBHADHIYA 1–JONA 4
Dzidza Kubva Pazvikanganiso Zvako
Nyaya yaJona inoratidza kuti Jehovha haatiramwi patinokanganisa. Asi anoda kuti tidzidze kubva pazvikanganiso zvedu tobva tagadzirisa.
Chikanganiso chipi chakaitwa naJona paakatumwa naJehovha?
Jona akanyengetera nezvei uye Jehovha akamupindura sei?
Jona akaitei kuratidza kuti akadzidza kubva pachikanganiso chake?