PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MARAKI 1-4
Wanano Yako Inofadza Jehovha Here?
Panguva yakararama Maraki, vaIsraeri vakawanda vairamba madzimai avo nezvikonzero zvisina musoro. Jehovha haana kugamuchira kunamata kwevanhu vainyengera madzimai avo
Jehovha akakomborera vanhu vaibata madzimai avo zvakanaka
Zvii zvingaitwa nevanhu vakaroorana kuti varambe vakavimbika . . .
pazvinhu zvavanofunga?
pazvinhu zvavanoona?
pazvinhu zvavanotaura?