RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 January p. 5
  • Musazvidya Mwoyo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Musazvidya Mwoyo
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • Unoyeuka Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2016
  • Gutsikana Nezvinenge Zviripo
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Unogona Kushumira Jehovha Kunyange Kana Vabereki Vako Vasingamushumiri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Jesu Aida Vanhu
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 January p. 5

KURARAMA KWECHIKRISTU

Musazvidya Mwoyo

Shiri; maruva

MuMharidzo yepaGomo, Jesu akati: “Regai kuzvidya mwoyo pamusoro pemweya yenyu.” (Mt 6:25) Sezvo tichirarama munyika yaSatani, tinotombozvidya mwoyo dzimwe nguva. Asi Jesu akadzidzisa kuti tisanyanya kuzvidya mwoyo. (Zvi 12:25) Nemhaka yei? Nekuti kuzvidya mwoyo zvakanyanya, kunyange nezvinhu zvinodiwa pakurarama, kunogona kutivhiringidza topedzisira tava kuomerwa nekuisa Umambo pekutanga. (Mt 6:33) Zvimwe zvakazotaurwa naJesu zvichatibatsira kuti tisanyanya kuzvidya mwoyo.

  • Mt 6:26—Tinodzidzei kubva kushiri? (w16.07 9-10 ¶11-13)

  • Mt 6:27—Nei kunyanya kuzvidya mwoyo kuri kupedza nguva? (w05 11/1 22 ¶5)

  • Mt 6:28-30—Tinodzidzei kubva kumaruva emusango? (w16.07 10-11 ¶15-16)

  • Mt 6:31, 32—VaKristu vakasiyana papi nevanhu vari munyika? (w16.07 11 ¶17)

Zvii zvandinoda kurega kuzvidya mwoyo nezvazvo?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe