RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 April p. 7
  • Iva Nyanzvi Pakushandisa Bhokisi reMaturusi Edu Ekudzidzisa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Iva Nyanzvi Pakushandisa Bhokisi reMaturusi Edu Ekudzidzisa
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • Kudzidzisa Chokwadi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
  • Zvinhu Zvatinoshandisa Pakudzidzisa
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 April p. 7

KURARAMA KWECHIKRISTU

Iva Nyanzvi Pakushandisa Bhokisi reMaturusi Edu Ekudzidzisa

Hama iri kuparidzira ichishandisa Bhaibheri nebhuku

Basa rekuita kuti vanhu vave vadzidzi rakafanana nerekuvaka imba. Kuti tibudirire, tinofanira kunyatsogona kushandisa maturusi edu. Tinofanira kuva neunyanzvi pakushandisa turusi redu guru, Bhaibheri. (2Ti 2:15) Tinofanirawo kushandisa neunyanzvi mabhuku nemavhidhiyo ari muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa, tiine chinangwa chekuti vanhu vave vadzidzi.a

Ungaita sei kuti uwedzere unyanzvi pakushandisa maturusi ari mubhokisi redu? (1) Kumbira kubatsirwa nemutariri weboka renyu, (2) shanda napiyona kana kuti nemuparidzi ane unyanzvi, uye (3) ramba uchidzidzira. Pauchawedzera unyanzvi hwekushandisa mabhuku nemavhidhiyo aya, uchaona kufadza kunoita basa iri.

MAGAZINI

Nharireyomurindi
Mukai!

MABHUROCHA

Teerera Mwari Urarame Nokusingaperi
Ndivanaani Vari Kuita Kuda kwaJehovha Mazuva Ano?
Mashoko Akanaka Anobva Kuna Mwari!

MABHUKU

Bhaibheri Rinombodzidzisei Chaizvo?
Rambai Muri Murudo rwaMwari

MATURAKITI

Unoona Sei Bhaibheri?
Unoona Sei Ramangwana?
Chii Chinodiwa Kuti Mhuri Ifare?
Ndiani Chaizvo Ari Kutonga Nyika Yose?
Kutambura Kuchazombopera Here?
Chokwadi Vakafa Vangararamazve Here?
Chii Chinonzi Umambo hwaMwari?
Ndekupi Kwatingawana Mhinduro Dzemibvunzo Mikuru Yeupenyu?

MAVHIDHIYO

Nei Uchifanira Kudzidza Bhaibheri?
Zvidzidzo zveBhaibheri Zvinoitwa Sei?
Chii Chinoitwa paImba yoUmambo?
Zvapupu zvaJehovha—Tiri Vanhu Vakaita Sei?

MAPEPA EKUKOKA VANHU

Pepa Rekukoka Munhu Kumusangano

MAKADHI

Kadhi

a Pane mamwe mabhuku asimo muBhokisi reMaturusi Ekudzidzisa asi tinogona kuashandisa pazvinenge zvakakodzera.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe