RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 May p. 5
  • Chirikadzi Iyi Yadonhedzera Kupfuura Vose

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Chirikadzi Iyi Yadonhedzera Kupfuura Vose
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • Mararamiro Epanguva Dzainyorwa Bhaibheri—Mari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
  • Waizviziva Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • Muenzaniso Wokutevedzera​—Chirikadzi Murombo
    Mibvunzo Inobvunza Vechiduku—Mhinduro Dzinoshanda Bhuku 2
  • Tumari Tuviri Twusinganyanyi Kukosha
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 May p. 5
Chirikadzi murombo ichidonhedzera tumari mumudziyo wekuisira mari uri patemberi

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | MAKO 11-12

Chirikadzi Iyi Yadonhedzera Kupfuura Vose

12:41-44

Nyaya iyi inoratidza sei kuti:

  • Jehovha anokoshesa zvatinomuitira?

  • Tinofanira kushumira Jehovha nemwoyo wese?

  • Hatifaniri kuzvienzanisa nevamwe kana kuenzanisa zvatinoita nezvataimboita kare?

  • Varombo havafaniri kurega kupa kunyange zvavainazvo zviri zvishoma?

Ndezvipi zvimwe zvawadzidza?

WAIZVIZIVA HERE?

Malepta maviri

Lepta

Mari yakadonhedzerwa nechirikadzi iyi inogona kunge aiva malepta maviri. Mushandi aibhadharwa malepta maviri kana akashanda maminitsi 15. Jesu akapa chidzidzo chinokosha kubva pane zvakaitwa nechirikadzi.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe