RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 July p. 3
  • Iva Muteveri Wangu—Zvii Zvinodiwa?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Iva Muteveri Wangu—Zvii Zvinodiwa?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • Usatarira “Zvinhu Zviri Shure”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2012
  • Zvinokonzera Chivi Nerufu
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mifaro Nezvibereko Zvebasa Roumambo
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Basa Redu Rekuyamura
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 July p. 3

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | RUKA 8-9

Iva Muteveri Wangu—Zvii Zvinodiwa?

9:62

Kuti murimi aite miforo yakatwasuka, haafaniri kuvhiringidzwa nezviri kumashure. MuKristu haafaniriwo kuvhiringidzwa nezvinhu zviri munyika zvaakasiya.​—VaF 3:13.

Patinosangana nematambudziko, zviri nyore kufunga kuti “mazuva ekare aiva nani,” zvimwe pataiva tisati tawana chokwadi. Tinenge tichifunga kuti matambudziko ekare ainge asina kunyanya kukura uye kuti taifara chaizvo. Ndozvakaitwa nevaIsraeri pavakabuda muIjipiti. (Nu 11:5, 6) Kana tikaramba tichifunga izvozvo, tinogona kupedzisira tadzokera kumararamiro ataiita kare. Zvakakosha chaizvo kuti tifunge nezvemakomborero atiri kuwana uye mufaro watichawana mune ramangwana!​—2VaK 4:16-18.

Murimi ari kutarisa mberi uye haasi kuvhiringidzwa nezviri kumashure
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe