RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 July p. 4
  • Mufananidzo wemuSamariya Akanaka

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mufananidzo wemuSamariya Akanaka
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • Zvinorevei Kuva “muSamariya Akanaka”?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • MuSamaria Anobvumikisa Kuva Muvakidzani Akanaka
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1998
  • Mufananidzo Wemwanakomana Mupambadzi
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • ‘Ucharamba Wakarinda’ Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 July p. 4
MuSamariya akanaka achisunga maronda emuJudha akanga ari parwendo

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | RUKA 10-11

Mufananidzo wemuSamariya Akanaka

10:25-37

Jesu akataura mufananidzo uyu paakabvunzwa kuti: “Muvakidzani wangu anombova ani?” (Ru 10:25-29) Aiziva kuti muungano yechiKristu maizova nevanhu vakasiyana-siyana kusanganisira vaSamariya nevanhu vemamwe marudzi. (Joh 12:32) Mufananidzo uyu wakadzidzisa vateveri vake kuti vanofanira kuda vanhu vese kunyange vaya vasiri verudzi rwavo.

Vanhu vemarudzi akasiyana-siyana vachitandara pamwe chete

ZVIBVUNZE KUTI:

  • ‘Ndinoona sei hama nehanzvadzi dzine tsika dzakasiyana nedzangu?’

  • ‘Ndinowanzotandara nevanhu vanofarira zvandinofarirawo here?’

  • ‘Ndinokwanisa kushamwaridzana nevamwe vaKristu vane tsika dzakasiyana nedzangu here?’ (2VaK 6:13)

Ndinoda kukoka - kuti . . .

  • ndishande naye muushumiri

  • auye kuzodya kumba kwedu

  • auye patichaita Kunamata Kwemhuri

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe