RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 July p. 7
  • Mupambadzi Anodzoka

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mupambadzi Anodzoka
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • “Jehovha, Mwari Uzere Nyasha Nengoni”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1998
  • Tevedzera Ngoni dzaJehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1998
  • Mungabatsira Sei Mwana “Anopanduka”?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2001
  • Vhidhiyo Inofanira Kufungisiswa
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2006
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 July p. 7
David anodzoka kumba uye ari kumbundirana nababa vake

KURARAMA KWECHIKRISTU

Mupambadzi Anodzoka

ONA VHIDHIYO INONZI MUPAMBADZI ANODZOKA WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Chii chinoratidza kuti David akanga ava kurasikirwa neushamwari hwake naJehovha, uye mhuri yake nevakuru vakaedza sei kumubatsira?

  • Hama nahanzvadzi Barker vakaratidza sei kuti vaiva vabereki vakanaka?

  • Vhidhiyo iyi yakudzidzisei nezvezvinhu zvinotevera . . .

    • David naAl vari kubasa

      kunyanya kukoshesa basa?

    • David naAl vari mubhawa naVivian naTaylor

      shamwari dzakaipa?

    • David ari kuteerera baba vake vachimutsiura vachishandisa Bhaibheri

      kuteerera patinopiwa zano?

    • John Barker achitaura nemwana wake mukuru, James

      kuregerera vanenge vapfidza?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe