RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 August p. 2
  • Iva Munhu Anoonga

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Iva Munhu Anoonga
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • Nei Tichiratidza Kuonga?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
  • Uchashandisa Mukana Wacho Here?
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Dzidzisa Vana Vako Kuonga
    Mazano Ekubatsira Mhuri
  • “Ndicharipa Jehovha Nechii?”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2016)
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 August p. 2

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | RUKA 17-18

Iva Munhu Anoonga

17:11-18

Varume 10 vaiva nemaperembudzi vakakumbira kuporeswa naJesu, vachibva vaporeswa, asi mumwe chete ndiye akadzoka kuzotenda

Tinodzidzei nezvekuonga kubva munyaya iyi?

  • Kuonga hakufaniri kungoperera mumwoyo, asi kunofanira kuratidzwawo nezviito

  • Kuonga zvichibva pamwoyo kunoratidza kuti tinoda hama dzedu uye tine unhu

  • Vaya vanoda kufadza Kristu vanofanira kuda uye kuonga vamwe, pasinei nekuti ndeverudzi rwupi kana kuti ndevechitendero chipi

Ndakapedzisira riini kuonga mumwe munhu akanga andibatsira?

Ndakapedzisira riini kunyorera mumwe munhu katsamba kekuonga?

Hanzvadzi iri kunyora katsamba kekuonga
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe