RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 September p. 7
  • Zvininipise Uye Iva Nemwero Sezvaiitwa naJesu

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvininipise Uye Iva Nemwero Sezvaiitwa naJesu
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • Nei Kuva Nemwero Kuchiri Kukosha?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
  • Iva Neunhu Hunodiwa naMwari—Kuzvininipisa
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Unogona Kuramba Uine Mwero Paunoedzwa
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2017
  • “Uchenjeri Huri Kune Vanozvininipisa”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2000
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 September p. 7

KURARAMA KWECHIKRISTU

Zvininipise Uye Iva Nemwero Sezvaiitwa naJesu

Jesu anodzidzisa vadzidzi vake kuti vazvininipise semwana mudiki

Kunyange zvazvo Jesu aiva munhu mukuru kupfuura vese panyika, akakudza Jehovha kuratidza kuti aizvininipisa uye aiva nemwero. (Joh 7:16-18) Asi ngirozi yakaipa yakazozivikanwa saSatani yakazviita Dhiyabhorosi, zvinoreva kuti “Mucheri.” (Joh 8:44) VaFarisi vakaratidza mafungiro aSatani ekuzvikudza uye zvakaita kuti vatarisire pasi munhu wese aitenda muna Mesiya. (Joh 7:45-49) Tingatevedzera sei Jesu patinopiwa mabasa ekuita muungano?

ONA VHIDHIYO INONZI “IVAI NERUDO PAKATI PENYU”​—USAITA GODO UYE USAZVIKUDZA, CHIKAMU 1, WOZOPINDURA MUBVUNZO UYU:

  • Alex anoratidza kuti anozvikudza paanotaura naBill naCarl

    Alex akaratidza sei kuti aizvikudza?

ONA VHIDHIYO INONZI “IVAI NERUDO PAKATI PENYU”​—USAITA GODO UYE USAZVIKUDZA, CHIKAMU 2, WOZOPINDURA MIBVUNZO IYI:

  • Alex anoratidza kuzvininipisa paanotaura naBill naCarl

    Alex akaratidza sei kuti aizvininipisa?

    Alex akakurudzira sei Bill naCarl?

ONA VHIDHIYO INONZI “IVAI NERUDO PAKATI PENYU”​—USADADA UYE USAITA ZVINHU ZVISINA MWERO, CHIKAMU 1, WOZOPINDURA MUBVUNZO UYU:

  • Hama Harris vanoratidza kuti havana mwero pavanotaura naFaith

    Hama Harris vakaratidza sei kuti havana mwero?

ONA VHIDHIYO INONZI “IVAI NERUDO PAKATI PENYU”​—USADADA UYE USAITA ZVINHU ZVISINA MWERO, CHIKAMU 2, WOZOPINDURA MIBVUNZO IYI:

  • Hama Harris vanoratidza kuti vane mwero pavanotaura naFaith

    Hama Harris vakaratidza sei kuti vane mwero?

    Zvakaitwa nahama Harris zvakadzidzisei Faith?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe