PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | JOHANI 13-14
“Ndakuitirai Muenzaniso”
Jesu akageza vaapostora vake tsoka kuti avadzidzise kuzvininipisa uye kuitirawo vamwe mabasa akaderera.
Ndingaratidza sei kuzvininipisa . . .
pandinotadza kuwirirana nemumwe munhu?
pandinotsiurwa?
Imba yeUmambo painenge ichida kucheneswa kana kuti kugadziridzwa?