RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb18 December p. 5
  • Rumbidza Jehovha Nekuimba Nziyo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Rumbidza Jehovha Nekuimba Nziyo
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mashoko Akafanana
  • Imbirai Jehovha Rumbidzo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1994
  • Nziyo dzeUmambo Dzinotishingisa
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa (2017)
  • Nziyo Itsva Dzekushandisa Pakunamata!
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2014
  • Zvaungaita Pakudzidza
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
mwb18 December p. 5
Iva Shamwari yaJehovha Rwiyo 84: Kuwedzera Basa Redu

KURARAMA KWECHIKRISTU

Rumbidza Jehovha Nekuimba Nziyo

Pauro naSirasi vakarumbidza Jehovha nekuimba nziyo pavaiva mujeri. (Mab 16:25) Kuimba ikoko kwakavabatsira kuti vatsungirire. Ko mazuva ano kunotibatsirawo sei? Nziyo dzatinoimba pamisangano uye dzinobuda paJW Broadcasting dzinotikurudzira uye dzinotibatsira kuramba takatendeka patinenge tichiedzwa. Chinotokosha ndechekuti dzinorumbidza Jehovha. (Pis 28:7) Takakurudzirwa kuti tivewo nedzimwe nziyo dzatinobata nemusoro. Wakambozviedza here? Tinogona kudzidzira nziyo idzi pakunamata kwemhuri.

ONA VHIDHIYO INONZI VANA VANORUMBIDZA JEHOVHA NENZIYO, WOZOPINDURA MIBVUNZO IYI:

  • Vasikana vaviri vari kuimba mustudio

    Kuimba nziyo dzeUmambo kunoita kuti tinzwe sei?

  • Hanzvadzi iri kugadzira pachazoimbira vana

    Madhipatimendi ekurekodha anogadzirira sei kuzorekodha?

  • Mhuri iri kuimba pakunamata kwemhuri

    Vasati vaenda kunorekodhwa, vana vanogadzirira sei nevabereki vavo?

  • Vana vari kuimba

    Ndedzipi nziyo dzeUmambo dzaunonyanya kufarira uye nei uchidzifarira?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe