RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 May p. 4
  • Pauro Aiva ‘Nemunzwa Munyama’

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Pauro Aiva ‘Nemunzwa Munyama’
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mashoko Akafanana
  • Vakatsungirira Minzwa Munyama Yavo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2002
  • Kutsungirira “Munzwa Munyama”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2002
  • Utera Hwemunhu Hunokudza Simba raJehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1997
  • Une “Munzwa Munyama” Here?
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—1998
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 May p. 4

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | 2 VAKORINDE 11-13

Pauro Aiva ‘Nemunzwa Munyama’

12:7-10

MuBhaibheri minzwa inowanzofananidzwa nevanhu kana kuti nezvinhu zvinokonzera kurwadziwa uye zvinoshungurudza. (Nu 33:55; Zvi 22:5; Eze 28:24) Pauro paakataura kuti aiva ‘nemunzwa munyama,’ angangodaro aireva vaapostora venhema kana kuti vaya vairamba kuti aiva muapostora uye vaipikisa basa raaiita. Uchishandisa magwaro ari pasi apa, chiizve chingangodaro chairehwa naPauro paakataura mashoko ekuti “munzwa munyama”?

  • Muapostora Pauro akabata musoro

    Mab 23:1-5

  • VaG 4:14, 15

  • VaG 6:11

Ndeupi “munzwa munyama” wauinawo?

Zvii zvaungaita kuti Jehovha akubatsire kutsungirira?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe