RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 August p. 2
  • “Mwari Haana Kutipa Mweya Weumbwende”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Mwari Haana Kutipa Mweya Weumbwende”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mashoko Akafanana
  • 2 Timoti 1:7—“Mwari Haana Kutipa Mweya Wokutya”
    Kutsanangurwa Kwemavhesi
  • Timotio—“Mwana Wangu Chaiye Pakutenda”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1999
  • “Handinyadziswi Namashoko Akanaka”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1990
  • Chii Chingatibatsira Kubata Shoko Rechokwadi Zvakarurama?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2003
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 August p. 2

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | 2 TIMOTI 1-4

“Mwari Haana Kutipa Mweya Weumbwende”

1:7, 8

Timoti ari kuverenga gwaro rabva kumuapostora Pauro

Mashoko akanyorerwa Timoti nemuapostora Pauro anogona kutisimbisa. Pane kunyara nemashoko akanaka, tinogona kuataura neushingi tichidzivirira kutenda kwedu, kunyange kana tikaitirwa zvinhu zvakaipa.

Ndepapi pandinofanira kuratidza ushingi?

Musikana ari kuratidza mudzidzisi wake nevaanodzidza navo kabhuku kaOrigin of Life patablet yake; hanzvadzi iri kuramba kuita zveKrisimasi kubasa; hama iri kuparidza kubasa
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe