RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 October p. 8
  • Jehovha Anoda Vanhu Vakachena

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Anoda Vanhu Vakachena
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mashoko Akafanana
  • Rucheno—Runombonyatsorevei?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2002
  • Rucheno Runokosha Zvakadini?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2002
  • Mwari Anoda Vanhu Vakachena
    “Rambai Muri Murudo rwaMwari”
  • Utsanana—Nei Huchikosha?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2008
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 October p. 8
Hama iri kuchenesa chimbuzi paImba yeUmambo

KURARAMA KWECHIKRISTU

Jehovha Anoda Vanhu Vakachena

“Geza maoko. Rongedza mumba mako. Tsvaira. Rasa marara.” Vabereki vakawanda vanodzidzisa vana vavo kuti vagare vakachena. Asi nyaya yekuva neutsanana yakatangwa naMwari. (Eks 30:18-20; Dhe 23:14; 2VaK 7:1) Kana tiine utsanana tinokudza Jehovha. (1Pe 1:14-16) Tinochengeta misha yedu nenharaunda yatinogara yakachena here? Kusiyana nevanhu vanongorasa marara pese pese, sevaKristu tinoita zvese zvatinogona kuti tichengetedze nyika yese yakachena. (Pis 115:16; Zva 11:18) Kunyange zvinhu zvinoita sezvidiki, zvakaita sekurasa mapepa emasuwiti, zvigubhu zvemadhiringi kana mabhabhurigamu, zvinogona kutoratidza maonero atinoita nyaya yekuva vanhu vakachena. Pane zvese zvatinoita muupenyu, tinoda kuratidza “kuti tiri vashumiri vaMwari.”​—2VaK 6:3, 4.

ONA VHIDHIYO INONZI MWARI ANODA VANHU VAKACHENA, WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Zvikonzero zvipi zvingataurwa nevamwe zvavanoti zvinovatadzisa kuchengeta zvinhu zvavo zvakachena?

  • Mutemo waMozisi unoratidza sei maonero anoita Jehovha nyaya yekuva vanhu vakachena?

  • Tingarumbidza sei Jehovha kunyange pasina shoko ratataura?

Baba vari kupinda yemwanakomana wavo yakasviba; baba nemwana vari kukurukura maonero anoita Jehovha nyaya yeutsanana; vapristi veIsraeri kare vari pedyo nemudziyo wemhangura wekuisira mvura yekugeza; vanhu vari kuparidza vachibuda mumota yemukomana uye yachena

Ndingaratidza sei maonero anoita Jehovha nyaya yekuva vanhu vakachena pane zvandinoita muupenyu hwangu?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe