RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 December p. 1
  • Mharidzo Dzekuenzanisira

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mharidzo Dzekuenzanisira
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Misoro Midiki
  • Mashoko Akafanana
  • ●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA
  • ○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA
  • ○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mharidzo Dzekuenzanisira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2018
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 December p. 1
Hanzvadzi dziri kushandisa tablet pakuparidza munzvimbo dzinopfuura nevanhu vakawanda kuSwitzerland

Hanzvadzi dzekuSwitzerland dzichiratidza munhu vhidhiyo iri muBhokisi reMaturusi Edu Ekudzidzisa

Mharidzo Dzekuenzanisira

●○○ PAUNOONA MUNHU KEKUTANGA

Mubvunzo: Tingawana kupi mazano anotibatsira kuti tifare muupenyu?

Rugwaro: Pis 1:1, 2

Pekuzotangira: Kuda mari uye zvinhu kunogona sei kutishayisa mufaro?

○●○ PAUNODZOKERA KEKUTANGA

Mubvunzo: Kuda mari uye zvinhu kunogona sei kutishayisa mufaro?

Rugwaro: 1Ti 6:9, 10

Pekuzotangira: Zvakanakirei kuva munhu anofara?

○○● PAUNODZOKERA KECHIPIRI

Mubvunzo: Zvakanakirei kuva munhu anofara?

Rugwaro: Zvi 17:22

Pekuzotangira: Mhuri ingaita sei kuti ifare kunyange iine zvinetso?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe