RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb19 December p. 4
  • Usatya Zvikara Zvinotyisa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Usatya Zvikara Zvinotyisa
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
  • Mashoko Akafanana
  • Kurwisana Nezvikara Zviviri Zvinorura
    Zvakazarurwa—Mugumo Wazvo Une Mbiri Wava Pedyo!
  • Bhuku raZvakazarurwa Rinoti Chii Chichaitika Kuvavengi vaMwari?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2022
  • Chikara Chine Misoro 7 Chinotaurwa Pana Zvakazarurwa Chitsauko 13 Chinomiririrei?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2025
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
mwb19 December p. 4

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | ZVAKAZARURWA 13-16

Usatya Zvikara Zvinotyisa

13:1, 2, 11, 15-17

Kuziva zvinomiririrwa nezvikara zvinotaurwa muna Zvakazarurwa chitsauko 13 kunotibatsira kuti tisazvitya kana kuti kuzvitsigira sezvinoitwa nevanhu vakawanda.

Tsvaga kuti chikara chimwe nechimwe chinomiririrei

CHIKARA

Dhiragoni ine misoro minomwe

Dhiragoni.—Zva 13:1, mashoko emuzasi

Chikara chine nyanga gumi nemisoro minomwe

Chikara chine nyanga gumi nemisoro minomwe.​—Zva 13:1, 2

Chikara chine nyanga mbiri

Chikara chine nyanga mbiri dzakafanana nedzegwayana.​—Zva 13:11

Mufananidzo wechikara

Mufananidzo wechikara.​—Zva 13:15

ZVACHINOMIRIRIRA

  • Umambo hweBritain neAmerica

  • Sangano Renyika Dzakabatana (League of Nations) uye Sangano Remubatanidzwa Wenyika Dzepasi Rese rakazoritsiva

  • Satani Dhiyabhorosi

  • Hurumende dzese dzevanhu

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe