RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 January p. 4
  • Marwadzo Akakonzerwa Nenhema Dzekutanga

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Marwadzo Akakonzerwa Nenhema Dzekutanga
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Wanga Uchinyeperwa Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
  • “Zita Renyu Ngaritsveneswe”
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2020
  • Chokwadi Pamusoro Pokureva Nhema
    Mukai!—1997
  • Dzidziso Youmwari Inorwisana Nedzidziso Dzemadhemoni
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—1994
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 January p. 4

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | GENESISI 3-5

Marwadzo Akakonzerwa Nenhema Dzekutanga

3:1-6, 15-19

Mufananidzo: 1. Satani achitaura naEvha achishandisa nyoka. 2. Adhamu naEvha vachembera. 3. Vanhu vakararama panguva dzakasiyana siyana uye vemarudzi netsika dzakasiyana siyana kubvira pana Adhamu naEvha kusvika munguva yedu.

Satani ari kutsausa vanhu kubvira paakanyepera Evha. (Zva 12:9) Nhema dzinotevera dzinotaurwa naSatani dzinotadzisa sei vanhu kuti vaswedere pedyo naJehovha?

  • Hakuna Mwari

  • Mwari Utatu

  • Mwari haana zita

  • Mwari anoranga vanhu nekusingaperi mumoto

  • Zvinhu zvese zvinokonzerwa naMwari

  • Mwari haana hanya nevanhu

Nhema idzi dzinotaurwa naSatani nezvaJehovha dzinoita kuti unzwe sei?

Ungabatsira sei kuchenesa zita raJehovha?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe