RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 January p. 4
  • January 13-19

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • January 13-19
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 January p. 4

January 13-19

GENESISI 3-5

  • Rwiyo 72 Nemunyengetero

  • Mashoko Ekusuma (1 min.)

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

  • “Marwadzo Akakonzerwa Nenhema Dzekutanga”: (10 min.)

    • Ge 3:1-5—Dhiyabhorosi akachera Mwari (w17.02 5 ¶9)

    • Ge 3:6—Adhamu naEvha havana kuteerera Mwari (w00 11/15 25-26)

    • Ge 3:15-19—Mwari akapa vapanduki vacho mutongo (w12 9/1 4 ¶2; w04 1/1 29 ¶2; it-2-E 186)

  • Kuchera Pfuma muShoko raMwari: (10 min.)

    • Ge 4:23, 24—Nei Rameki akataura mashoko aya? (it-2-E 192 ¶5)

    • Ge 4:26—Vanhu vemunguva yaInoshi vakatanga “kudana zita raJehovha” sei? (it-1-E 338 ¶2)

    • Ndezvipi zvawakawana pakuverenga Bhaibheri kwevhiki rino zvine chekuita naJehovha Mwari, ushumiri kana kuti zvimwewo?

  • Kuverenga Bhaibheri: (4 min. zvichidzika) Ge 4:17–5:8 (th chidzidzo 5)

SHANDA NESIMBA MUUSHUMIRI

  • Vhidhiyo Yepaunoona Munhu Kekutanga: (4 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo yacho mozobvunza vateereri kuti: Zvii zvamafarira pasumo yacho? Zvii zvatinodzidza kubva pane zvaitwa nevaparidzi vacho pavaronga kuzodzokera?

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (2 min. zvichidzika) Shandisa mharidzo yekuenzanisira. (th chidzidzo 1)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Paridzira munhu ambotanga asingadi kuparidzirwa. (th chidzidzo 3)

  • Paunoona Munhu Kekutanga: (3 min. zvichidzika) Tanga nemharidzo yekuenzanisira. Musiyire magazini ichangobva kubudiswa inotaura nezvenyaya yataurwa nasaimba. (th chidzidzo 2)

KURARAMA KWECHIKRISTU

  • Rwiyo 63

  • “Kutanga Kukurukura Nevanhu Tichishandisa Maturakiti”: (15 min.) Kukurukurirana. Ratidzai vhidhiyo inoratidza kuti tingatanga sei kukurukura nevanhu tichishandisa turakiti mokurukura zvirimo.

  • Chidzidzo cheBhaibheri Cheungano: (30 min.) jy chits. 99

  • Mashoko Ekugumisa (3 min. zvichidzika)

  • Rwiyo 85 Nemunyengetero

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe