RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 March p. 8
  • Ndiani Wandichakoka kuChirangaridzo?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ndiani Wandichakoka kuChirangaridzo?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Uri Kugadzirira Chirangaridzo Here?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mushandirapamwe Wokukoka Vanhu kuChirangaridzo Uchatanga Musi waMarch 17
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2012
  • Mapepa Okukokera Chirangaridzo Anofanira Kuparadzirwa Mupasi Rose!
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2010
  • Jehovha Anokomborera Zvatinoita Kuti Tipinde Chirangaridzo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2023
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 March p. 8
Hama iri kupa hama yayo isiri Chapupu pepa rekumukoka kuChirangaridzo. Madzimai avo ari kukurukura achibika.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Ndiani Wandichakoka kuChirangaridzo?

Gore negore tinoshanda nesimba kukoka vanhu vari mundima kuti vauye kuChirangaridzo. Vakawanda vacho vanhu vatisingazivi. Tinofanirawo kukoka vanhu vatinoziva. Kakawanda kacho vanhu vanouya kana vakakokwa nemunhu wavanoziva. (yb08-E 11 ¶3; 14 ¶1) Ndivanaani vaunogona kukoka?

  • Hama dzako

  • Vaunoshanda navo kana kuti vaunodzidza navo kuchikoro

  • Vavakidzani vako

  • Vaunodzidza navo Bhaibheri uye vawakambodzidza navo

Uyewo vakuru vachakakoka vaya vasingachaiti mabasa ekunamata. Zvakadini kana munhu waunoziva asingagari kwaunogara? Unogona kutsvaga nguva nenzvimbo ichaitirwa Chirangaridzo kwaanogara nekubaya pakanzi NEZVEDU papeji yekutanga yepajw.org wobva wazobaya pakanzi “Chirangaridzo.” Paunenge uchigadzirira Chirangaridzo chegore rino, funga nezvevanhu vaunogona kukoka wobva wavakoka.

Mufananidzo: 1. Hama iri kuparidza panguva yekuzorora kubasa. 2. Hama iri kuratidza vhidhiyo kumushandi weparesitorendi.
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe