RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 May p. 2
  • Josefa Anoitirwa Godo

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Josefa Anoitirwa Godo
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Rudo Runokurira Godo Risina Kufanira
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1995
  • Godo Nokuda Kwokunamatwa Kwakachena kwaJehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1995
  • Chaunofanira Kuziva Pamusoro Pegodo
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1995
  • VaKristu Vanofanira Kuva Negodo Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2002
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 May p. 2
Vakoma vaJosefa vachimudhonzera kugomba risina mvura. Mumwe akabata nguo yaJosefa yakanaka.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | GENESISI 36-37

Josefa Anoitirwa Godo

37:3-9, 11, 23, 24, 28

Zvakaitika kuna Josefa zvinoratidza kukuvadza kunoita godo. Pachikonzero chimwe nechimwe chinoita kuti tidzivise kuva negodo, nyora vhesi inoenderana nechikonzero chacho.

VHESI

  • 1Sa 18:8, 9

  • Zvi 14:30

  • 2VaK 12:20

  • VaG 5:19-21

CHIKONZERO

  • Vanhu vane godo havazogari nhaka yeUmambo hwaMwari

  • Godo rinokanganisa rugare uye kubatana kweungano

  • Godo rinoita kuti tisave neutano hwakanaka

  • Godo rinoita kuti tisaone zvinhu zvakanaka zvinoitwa nevamwe

Zvii zvingaita kuti tive negodo?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe