RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 June p. 3
  • Kuwana Zvekudya Panguva Yenzara

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Kuwana Zvekudya Panguva Yenzara
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • JW Broadcasting ‘Inotipa Simba Uye Inotizorodza!’
    Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2017
  • JW Broadcasting Tinoida Chaizvo!”
    Bhuku Regore reZvapupu zvaJehovha ra2016
  • Zvinhu Zvakarekodhwa Zvekuteerera Zvingashandiswa Sei?
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2015
  • Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2018
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 June p. 3

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | GENESISI 46-47

Kuwana Zvekudya Panguva Yenzara

47:13, 16, 19, 20, 23-25

Josefa achipa vanhu zvekudya muIjipiti. Varume vari kumuunzira masaga ezvekudya.

Mazuva ano vanhu vari munyika vari kuziya nenzara pane zvekunamata. (Amo 8:11) Achishandisa Jesu, Jehovha anotipa zvekudya zvekunamata zvakawanda zvinotibatsira kuramba tiri pedyo naye.

  • Mabhuku anotsanangura Bhaibheri

  • Misangano yeungano

  • Magungano

  • Zvinhu zvakarekodhwa zvekuteerera

  • Mavhidhiyo

  • JW.ORG

  • JW Broadcasting

Zvii zvandiri kurega ndichiitira kuti ndigare ndichibatsirwa nezvese zvatiri kupiwa naJehovha?

Hama iri kuitisa Chidzidzo ‘cheNharireyomurindi.’ Hama nehanzvadzi dziri kusimudza maoko kuti dzipindure.
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe