RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 August p. 7
  • Zvaunodzidza paMitemo Gumi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvaunodzidza paMitemo Gumi
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Chii Chinonzi Mitemo Gumi yaMwari?
    Mibvunzo yeBhaibheri Inopindurwa
  • Unorangarira Sei Mirairo Ine Gumi?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1989
  • Chii Chinoreva Mirairo Ine Gumi Kwauri?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1989
  • Rudo rwaMwari Runogara Nekusingaperi
    Ramba Uri Murudo rwaMwari
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 August p. 7
Mozisi ari paGomo reSinai akabata mahwendefa ematombo akanyorwa Mitemo Gumi.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EKSODHO 19-20

Zvaunodzidza paMitemo Gumi

20:3-17

VaKristu havasi pasi peMutemo waMozisi. (VaK 2:13, 14) Saka Mitemo Gumi nemimwe Mitemo yese ine zvainotibatsira here?

  • Inoratidza mafungiro aJehovha pane zvimwe zvinhu

  • Inotiudza zvatinofanira kuita kuti tifadze Jehovha

  • Inotiudza mabatiro atinofanira kuita vamwe

Mitemo Gumi inokudzidzisei nezvaJehovha?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe