RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 October p. 2
  • Tizai Kunamata Zvidhori

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Tizai Kunamata Zvidhori
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Kudzivisirei Kunamata Zvidhori?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
  • Tingaita Sei Kuti Kunamata Kwedu Kufadze Mwari?
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
  • Dzivisa Kunamata Zvidhori Kworudzi Rwuri Rwose
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
  • Boka Guru Revanhu Vasingakwanisi Kuverengwa Nemunhu Rinokomborerwa naJehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2019
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 October p. 2
VaIsraeri vachitamba vachitenderera mhuru yegoridhe.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EKSODHO 31-32

Tizai Kunamata Zvidhori

32:1, 4-6, 9, 10

Kunamata kwakaita vaIsraeri zvidhori kunogona kunge kwakabva pane zvavaiona zvichiitwa nevaIjipiti. Mazuva ano vanhu vanonamata zvidhori nenzira dzakasiyana-siyana, asi dzimwe dzacho hadzisi nyore kuona. Kunyange zvazvo tingasanamata chidhori chaicho, tinogona kunzi tiri kunamata zvidhori kana tikarega zvido zvenyama zvichititadzisa kushumira Jehovha nemweya wese.

Mapikicha: Mhuri iri kuita zvinhu zvakasiyana-siyana. 1. Baba vari kushanda ovhataimu. 2. Mwana ari kutamba mavideo game. 3. Amai vari kutenga zvinhu mushopu.

Zvii zvandinoita muupenyu zvinogona kunditadzisa kunyatsoshumira Jehovha, uye ndingaita sei kuti zvisava pekutanga muupenyu hwangu?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe