RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 October p. 3
  • Koshesa Ushamwari Hwako naJehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Koshesa Ushamwari Hwako naJehovha
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Kudzivisirei Kunamata Zvidhori?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
  • Dzivisa Kunamata Zvidhori Kworudzi Rwuri Rwose
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1993
  • Ushamwari Hwako naJehovha Hwakasimba Zvakadii?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2015
  • Dzidzisa Vamwe Kuda Jehovha
    Ushumiri Hwedu hwoUmambo—2008
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 October p. 3
Mapikicha: Murume ari kusimbisa ushamwari hwake naJehovha. 1. Achinyengetera. 2. Achiverenga Bhaibheri.

KURARAMA KWECHIKRISTU

Koshesa Ushamwari Hwako naJehovha

Zvapupu zvaJehovha zvine chikomborero chakakura chaizvo. SevaKristu vakazvitsaurira uye vakabhabhatidzwa, tinoramba tichisimbisa ushamwari hwedu naChangamire Ishe Jehovha. Ndiye akatiunza kwaari achishandisa Mwanakomana wake. (Joh 6:44) Anonzwa minyengetero yedu.—Pis 34:15.

Tingachengetedza sei ushamwari hwedu naMwari? Hatifaniri kuita zvakaitwa nevaIsraeri. Pasina nguva vaita sungano naJehovha yekuti vachamushumira, vakabva vagadzira mhuri yegoridhe vakatanga kuinamata. (Eks 32:7, 8; 1VaK 10:7, 11, 14) Tinogona kuzvibvunza kuti: ‘Ndinoita sei kana ndikasangana nemuedzo wekuita zvakaipa? Maitiro angu anoratidza here kuti ndinokoshesa ushamwari hwangu naJehovha?’ Kuda zvakadzama kwatinoita Baba vedu vekudenga kuchaita kuti titambire kure nezvinhu zvavanovenga.—Pis 97:10.

ONA VHIDHIYO INONZI CHENGETEDZA USHAMWARI HWAKO NAJEHOVHA (VAK 3:5), WOZOPINDURA MIBVUNZO INOTEVERA:

  • Chii chinonzi kuchiva kana kuti kuchochora?

  • Nei tisingafaniri kunamata zvidhori kana kuva nemakaro?

  • Upombwe nekunamata zvidhori zvakafanana papi?

  • Nei zvichinyanya kukosha kuti vaya vane mabasa akawanda musangano vawane nguva yekuva nemadzimai avo?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe