RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 October p. 4
  • Unhu Hwakanaka Huna Jehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Unhu Hwakanaka Huna Jehovha
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha Paakatsanangura Zvaari
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Unobatsirwa Sei Nerudo rwaJehovha Rusingachinji?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2021
  • Rudo Rusingachinji
    ‘Imbira Jehovha Uchifara’
  • Kusvika Pakuziva Nzira dzaJehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovah—2005
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 October p. 4

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | EKSODHO 33-34

Unhu Hwakanaka Huna Jehovha

34:5-7

Mozisi aiziva zvakaita Jehovha, uye izvozvo zvakamubatsira kuti aratidze mwoyo murefu kuvaIsraeri. Isuwo kana tikanyatsonzwisisa unhu hwaJehovha, zvichatibatsira kuti tinzwire tsitsi vatinonamata navo.

  • “Ngoni netsitsi”: Jehovha anoratidza kuti anoda chaizvo vashumiri vake uye ane hanya navo sezvinongoita vabereki kuvana vavo

  • “Anononoka kutsamwa”: Jehovha anoitira vashumiri vake mwoyo murefu pavanokanganisa, achivapa mukana wekugadzirisa

  • “Azere nerudo rusingachinji”: Jehovha anoda vashumiri vake uye rudo rwake harumboperi

Mapikicha: Zvapupu zvaJehovha zviri kutevedzera unhu hwakanaka hwaJehovha. 1. Vakuru vaviri vari kukurudzira imwe mhuri nemavhesi emuBhaibheri. 2. Hanzvadzi iri kunyaradza mumwe ari kuchema.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndingatevedzera sei Jehovha pakuva nengoni uye tsitsi?’

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe