RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb20 December p. 4
  • Zvatinodzidza Pamitemo Ine Chekuita Nemaperembudzi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvatinodzidza Pamitemo Ine Chekuita Nemaperembudzi
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
  • Mashoko Akafanana
  • Upenyu Hwangu Seane Maperembudzi—Hunofadza uye Hwakakomborerwa Mumudzimu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—1998
  • Waizviziva Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Unoyeuka Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2009
  • Jesu Anoitira Munhu Ane Maperembudzi Tsiye Nyoro
    Jesu—Nzira Nechokwadi Neupenyu
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2020
mwb20 December p. 4

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI | REVHITIKO 12-13

Zvatinodzidza Pamitemo Ine Chekuita Nemaperembudzi

13:4, 5, 45, 46, 52, 57

Mitemo ine chekuita nemaperembudzi inotidzidzisei panyaya yekuchengetedza ushamwari hwedu naJehovha hwakasimba?

  • Jehovha akadzidzisa vapristi kuti vakwanise kuziva maperembudzi nekukurumidza. Mazuva ano vafudzi vechiKristu vanokurumidza kubatsira vaya vanenge vachida kubatsirwa kuti vasimbise ushamwari hwavo naJehovha.—Jak 5:14, 15

  • VaIsraeri vaifanira kuparadza chinhu chese chinenge chaita maperembudzi kuitira kuti asaramba achipararira. VaKristu vanofanirawo kuva nechido chekurega kunyange chimwe chinhu chinokosha kwavari pane kuchisiya chichiita kuti vazopedzisira vaita chivi. (Mt 18:8, 9) Izvi zvinogona kusanganisira tumwe tutsika twavanogara vachiita, shamwari dzavo, kana kuti varaidzo

Mukadzi ari kuramba zvakasimba uye ari kusiya mararamiro aaiita ekunwa doro zvakanyanya.

MuKristu angaratidza sei kuti ane chido chakasimba chekubvuma kubatsirwa naJehovha?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe