RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 January p. 8
  • Gore reJubheri Uye Kusunungurwa Mune Ramangwana

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Gore reJubheri Uye Kusunungurwa Mune Ramangwana
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha Anoita Kuti Uve Nerusununguko
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
  • Mibvunzo Inobva Kuvaverengi
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2004
  • Tariro yeJubheri Yorudzi Rwomunhu
    Imbirai Jehovah Rumbidzo
  • Jehovha Anotsaura Vanhu Vake
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 January p. 8

VaIsraeri vainge vari varanda vaidzokera kumhuri dzavo nekuminda yavo mugore reJubheri

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Gore reJubheri Uye Kusunungurwa Mune Ramangwana

Gore reJubheri raiita kuti vaIsraeri vasaramba vari muchikwereti uye vari varombo kweupenyu hwese (Re 25:10; it-1-E 871; ona mufananidzo uri pakavha)

Kutengeswa kwemunda kwaienderana nekuti munda wacho waizobudisa goho rakadii (Re 25:15; it-1-E 1200 ¶2)

Jehovha aikomborera vanhu vake pavaiteerera mutemo une chekuita negore reJubheri (Re 25:18-22; it-2-E 122-123)

Munguva pfupi iri kuuya, vanhu vakatendeka vachanyatsobatsirwa neJubheri rekufananidzira pavanenge vasunungurwa zvakakwana pachivi nerufu.—VaR 8:21.

Mifananidzo: Vanhu vari kuchinja nyika kuti ive paradhiso. 1. Kubvisa marara. 2. Kuvaka dzimba nekugadzira nzira dzekufambira. 3. Kurima maruva.

Mumwe nemumwe wedu anofanira kuitei kuti azowana rusununguko rwakavimbiswa naJehovha?

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe