RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 March p. 2
  • Zvatinodzidza Paungano yevaIsraeri

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Zvatinodzidza Paungano yevaIsraeri
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Zvinoitwa naJehovha Pakutungamirira Vanhu Vake
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Jehovha Anorwira vaIsraeri
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mabasa Aiitwa nevaRevhi
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Zadzisa Mhiko Dzako
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 March p. 2

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Zvatinodzidza Paungano yevaIsraeri

Varume vakagadzwa vanoratidza muenzaniso wakanaka pakunamata (Nu 7:10; it-1-E 497 ¶3)

Vashumiri vaMwari vanofanira kuva vanhu vakanyatsorongeka (Nu 7:11; it-2-E 796 ¶1)

Jehovha anonzwisisa zvisingakwanisi kuitwa nemushumiri wake mumwe nemumwe (Nu 8:25, 26; w04 8/1 25 ¶1)

Jehovha akanga akaronga vaIsraeri, uye mazuva ano akarongawo vanhu vake. Kunyange zvakadaro, anoona mumwe nemumwe wedu uye anoona zvatinoita pakumushumira.

Mifananidzo: Varume vakagadzwa vachitungamirira pamabasa emuungano. 1. Mukuru nehama yechidiki vachichenesa macheya muImba yeUmambo. 2. Mukuru ari kutungamirira vaparidzi muushumiri hwepaimba neimba. 3. Mukuru ari kunyengetera pamusangano wevakuru.
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe