RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 January p. 14
  • Mabasa Aiitwa nevaRevhi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mabasa Aiitwa nevaRevhi
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Kunamata Kunoitwa paTemberi Kunonyatsorongwa
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mutemo Wairatidza Sei Kuti Jehovha Ane Hanya Nevarombo?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • “Ini Ndini . . . Nhaka Yako”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Jehovha Ndiye Mugove Wangu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 January p. 14
Mifananidzo: VaRevhi vachiita mabasa akasiyana-siyana. 1. MuRevhi ari kudira mvura mumudziyo wekopa. 2. MuRevhi ari kudhonza ngoro yakazara nemidziyo yevhu. 3. MuRevhi akatakura mudziyo wevhu pabendekete.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Mabasa Aiitwa nevaRevhi

Jehovha akatora vaRevhi panzvimbo pematangwe ese echirume evaIsraeri (Nu 3:11-13; it-2-E 683 ¶3)

VaRevhi vaiita mabasa anokosha (Nu 3:25, 26, 31, 36, 37; it-2-E 241)

VaRevhi vaiva nemakore anobva pa30 kusvika pa50 ndivo vaiita mabasa avo ese (Nu 4:46-48; it-2-E 241)

Vanhurume vemhuri yaAroni ndivo vaiita mabasa eupristi. Vamwe vaRevhi vese vaivabatsira. Mazuva ano, muungano yechiKristu dzimwe hama dzakagadzwa dzinoita mabasa akakura chaizvo asi vamwe vanoita mabasa anogara achiitwa nguva dzese.

Hama yechidiki iri kunyatsoongorora mabhuku akakumbirwa neungano. Hama yechikuru inoitarisa yonyemwerera.
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe