RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 March p. 10
  • “Ini Ndini . . . Nhaka Yako”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Ini Ndini . . . Nhaka Yako”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Zvinoitwa naJehovha Pakutungamirira Vanhu Vake
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Ngwarira Kuti Usazvikudza Uye Usazvivimba
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Jehovha Ndiye Mugove Wangu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2011
  • Ramba Uchibvunza Jehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 March p. 10

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Ini Ndini . . . Nhaka Yako”

Jehovha akapa vapristi nevaRevhi basa rinokosha pakumushumira (Nu 18:6, 7)

Dzinza raRevhi harina kuwana mugove wevhu asi Jehovha ndiye aiva nhaka yavo (Nu 18:20, 24; w11 9/15 13 ¶9)

VaIsraeri vaipa chegumi chezvinhu zvese zvavaiwana kuti vatsigire vaRevhi nevapristi (Nu 18:21, 26, 27; w11 9/15 7 ¶4)

Jehovha akavimbisa vapristi nevaRevhi kuti aizovapa zvavaida pakurarama. Tinogona kuva nechokwadi kuti Jehovha achatitsigira kana tikazvipira kumushumira.

Mifananidzo: Jehovha anopa vashumiri vake zvekurarama nazvo. 1. Hanzvadzi iri kuisa mari muhamvuropu. 2. Hamvuropu racho yaiswa pasi pedhoo. 3. Amai vanorera mwanasikana wavo vega vakamumbundira uye vari kutarisa mari iri muhamvuropu.
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe