RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 January p. 4
  • Ramba Uchibvunza Jehovha

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ramba Uchibvunza Jehovha
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • “Ini Ndini . . . Nhaka Yako”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Akaratidza Ushingi, Haana Kudzokera Shure, Uye Aishingaira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Vabereki Vangadzidzei Pana Manoa Nemudzimai Wake?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Kusateerera Mitemo yaMwari Kunokonzera Matambudziko
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 January p. 4

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Ramba Uchibvunza Jehovha

VaIsraeri vaigara vachibvunza Jehovha zvekuita (Vat 20:17, 18, 23; w11 9/15 32 ¶2)

VaIsraeri vakazoratidza kuti vaivimba naJehovha kuti avabatsire kuchenura zita rake (Vat 20:26-28)

Tinofanira kuramba tichitsvaga kutungamirirwa naJehovha matambudziko paanoramba akatimomotera (Vat 20:35; Ru 11:9; w11 9/15 32 ¶4)

Mifananidzo: 1. Hama iri kutsvakurudza muBhaibheri uye mumabhuku anotsanangura Bhaibheri. 2. Hama iya inotaura nachiremba wayo ichimuratidza kadhi remarapirwo ainoda kuitwa.

ZVIBVUNZE KUTI: ‘Pandinosangana nedambudziko, ndinokurumidza kutsvaga kubatsirwa naJehovha here? Ndinoramba ndichimukumbira kuti anditungamirire uye andipe uchenjeri here?’

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe