RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 March p. 11
  • Ramba Uri Munyoro Paunenge Uchiedzwa

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Ramba Uri Munyoro Paunenge Uchiedzwa
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Unoyeuka Here?
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
  • Kuramba Tichifarirwa naMwari Pasinei Nokuchinja Kwoupenyu
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha—2010
  • Tsvaga Unyoro Ufadze Jehovha
    Nharireyomurindi Yokuzivisa Umambo hwaJehovha (Yekudzidza)—2019
  • Ramba Uchiratidza Kuti Unoda Jehovha Zvakadzama
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 March p. 11
Hama yechidiki iri kuenda kumusangano wechiKristu. Inoramba yakadzikama pairi kupopoterwa nababa vayo vasiri Chapupu. Mumba macho makashongedzwa nezvifananidzo zvechitendero uye mune muti weKrisimasi.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Ramba Uri Munyoro Paunenge Uchiedzwa

Unyoro hwaMozisi hwakaedzwa paakapopoterwa nevanhu uye paaishungurudzika (Nu 20:2-5; w19.02 12 ¶19)

Mozisi akambotadza kuramba ari munyoro (Nu 20:10; w19.02 13 ¶20-21)

Jehovha akapa Mozisi naAroni chirango chekukanganisa kukuru kwavakaita (Nu 20:12; w09 9/1 19 ¶5)

Munhu munyoro haakurumidzi kugumbuka uye haazvikudzi kana kuzviona seari nani pane vamwe. Kunyange akagumburwa anoramba akadzikama uye haachengeti chigumbu kana kuedza kutsiva.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe