RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 May p. 8
  • “Kutonga ndekwaMwari”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Kutonga ndekwaMwari”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Marongerwo Akaitwa Ungano
    Rarama Nekusingaperi Uchifara!—Kosi yeBhaibheri
  • Bhaibheri Rinotaura Zvinhu Chaizvo Zvakaitika
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Tinogona Kushumira Jehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • “Mwoyo Wangu Uchagara Uri Pairi”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 May p. 8

KUCHERA PFUMA MUSHOKO RAMWARI

“Kutonga ndekwaMwari”

[Ratidzai vateereri vhidhiyo inonzi Kusuma Bhuku Dheuteronomi.]

Vakuru vanofanira “kutonga zvakarurama” (Dhe 1:16; w96 3/15 23 ¶1)

Vakuru ‘havafaniri kusarura pakutonga’ (Dhe 1:17; w02 8/1 9 ¶4)

Tese tingaratidza sei kuti tinokoshesa urongwa hwekuva nevakuru muungano?—VaH 13:17; Jak 5:13-15

Hama yechidiki iri kutaura nevakuru.
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe