RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb23 March p. 6
  • “Mwoyo Wangu Uchagara Uri Pairi”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Mwoyo Wangu Uchagara Uri Pairi”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Mashoko Akafanana
  • “Tendai Muna Jehovha Mwari Wenyu”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • B8 Temberi Yakavakwa naSoromoni
    Bhaibheri—Shanduro yeNyika Itsva
  • Batsirwa Nemazano Euchenjeri Aunopiwa
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Vakashanda Nesimba Pakuvaka Nekuti Vaida Jehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
mwb23 March p. 6

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Mwoyo Wangu Uchagara Uri Pairi”

Jehovha akasarudza temberi kuti ive yake (2Mak 7:11, 12)

Mwoyo waJehovha waizogara uri pairi, kuratidza kuti aizova nehanya nezvaiitwa paimba iyi yaiva nezita rake (2Mak 7:16; w02 11/15 5 ¶1)

Kana vanhu vaizorega kufamba pamberi paJehovha “nemwoyo yavo yese,” Jehovha aizosiya temberi ichiparadzwa (2Mak 6:14; 7:19-21; it-2-E 1077-1078)

Mapikicha: Zvatinoita pakunamata. 1. Hama iri kunyengetera. 2. Hanzvadzi iri kupindura pamusangano. 3. Murume nemudzimai vari muushumiri. 4. Hama iri kupukuta macheya muImba yeUmambo. 5. Hama iri kuita kunamata kwemhuri nemudzimai wake nevana vaviri. 6. Hanzvadzi iri kuverenga Bhaibheri. 7. Hanzvadzi iri kuisa mari mubhokisi remupiro.

Pakakumikidzwa temberi, vanhu vanofanira kunge vaifunga kuti mwoyo yavo yaizoramba iri pakunamata Jehovha. Asi zvinosuwisa kuti zvishoma nezvishoma, vanhu vakatanga kusashingaira pakunamata Jehovha.

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndiri kuratidza sei kuti mwoyo wangu uri pakunamata Jehovha?’

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe