RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 May p. 15
  • “Jehovha Mwari Wako Anodei Kwauri?”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Jehovha Mwari Wako Anodei Kwauri?”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Tinogona Kushumira Jehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Bhaibheri Rinotaura Zvinhu Chaizvo Zvakaitika
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Zvatinodzidza Pamifananidzo Iri Murwiyo Rwakafemerwa
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Une Mukurumbira Wakanaka Sewaiva naJobho Here?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 May p. 15

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Jehovha Mwari Wako Anodei Kwauri?”

Teerera Jehovha nekuti unomuda nekumuremekedza (Dhe 10:12; w09 10/1 10 ¶3-4)

Kuteerera kunoita kuti tiwane makomborero (Dhe 10:13; w09 10/1 10 ¶6)

Jehovha anoda kuti tiswedere pedyo naye (Dhe 10:15; cl 16 ¶2)

Jehovha haatimanikidzi kumuteerera. Asi anoda kuti timude uye timuteerere “zvichibva pamwoyo.” (VaR 6:17) Vaya vanosarudza kushumira Jehovha vanorarama upenyu hwakanakisisa.

Mapikicha: Mukadzi ari kusarudza kushumira Jehovha. 1. Ari kunwa nekuputa. 2. Pane chimwe chinhu chamubata pane zvaari kudzidza muBhaibheri. 3. Ari kutaura neshamwari dzake dzinoshumirawo Jehovha.
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe