Jobho achiratidza rudo rusingachinji kuvanhu vanotambura
PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI
Une Mukurumbira Wakanaka Sewaiva naJobho Here?
Jobho airemekedzwa nevavakidzani vake (Job 29:7-11)
Jobho aizivikanwa nekuratidza rudo rusingachinji kuvanhu vaitambura (Job 29:12, 13; w02 5/15 22 ¶19; ona mufananidzo uri pakavha)
Jobho akaratidza kuti aiva munhu akarurama uye aibata vamwe zvakanaka (Job 29:14; it-1-E 655 ¶10)
Kuva nemukurumbira wakanaka chinhu chinokosha. (w09 2/1 15 ¶3-4) Tinova nemukurumbira wakadaro kana tikaramba tichiita zvakanaka
ZVIBVUNZE KUTI, ‘Ndinozivikanwa semunhu akaita sei?’