RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 July p. 2
  • Jehovha Anoda Kuti Vanhu Vake Vamunamate Sei?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Anoda Kuti Vanhu Vake Vamunamate Sei?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Mazano Ekutonga Nyaya Zvakarurama
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mutemo Wairatidza Sei Kuti Jehovha Ane Hanya Nevarombo?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mutemo Wairatidza Sei Kuti Jehovha Ane Hanya Nevanhukadzi?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Upenyu Hwemunhu Hunokosha Kuna Jehovha
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 July p. 2

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Jehovha Anoda Kuti Vanhu Vake Vamunamate Sei?

VaIsraeri vaifanira kuteerera Jehovha, kumuda, uye kumushumira nemwoyo yavo yese uye nemweya yavo yese (Dhe 11:13; it-2-E 1007 ¶4)

Zvinhu zvese zvine chekuita nekunamata kwenhema zvaifanira kuparadzwa zvachose (Dhe 12:2, 3)

Munhu wese aifanira kunamata ari panzvimbo inenge yasarudzwa naJehovha (Dhe 12:11-14; it-1-E 84 ¶3)

Jehovha anoda kuti vanhu vake vamunamate nemweya wese, vasiyane nezvinhu zvese zvine chekuita nekunamata kwenhema, uye vabatane.

Mifananidzo: Vanhu vari kufadza Jehovha nemanamatiro avari kuita. 1. Hanzvadzi yakwegura iri kuparidzira munhu anoichengeta. 2. Murume ari kupisa zvinhu zvinoshandiswa pakuita zvemidzimu. 3. Hanzvadzi nhatu dzemarudzi akasiyana dziri pagungano renyika dzakawanda.
    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe