RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 July p. 4
  • Mutemo Wairatidza Sei Kuti Jehovha Ane Hanya Nevarombo?

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Mutemo Wairatidza Sei Kuti Jehovha Ane Hanya Nevarombo?
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Mazano Ekutonga Nyaya Zvakarurama
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mabasa Aiitwa nevaRevhi
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Jehovha Anoda Kuti Vanhu Vake Vamunamate Sei?
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Kusateerera Mitemo yaMwari Kunokonzera Matambudziko
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 July p. 4
Mifananidzo: 1. Tenzi wechiIsraeri ari kusunungura muranda wake muHebheru. 2. Murume ari kupa mumwe wake gwaro rakanamwa.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Mutemo Wairatidza Sei Kuti Jehovha Ane Hanya Nevarombo?

Varombo uye vaya vakanga vasina nhaka vaibatsirwa nevamwe vaIsraeri (Dhe 14:28, 29; it-2-E 1110 ¶3)

Mugore reSabata, vaIsraeri vaiva nezvikwereti ‘vaidzimirwa’ zvikwereti zvavo (Dhe 15:1-3; it-2-E 833)

Mugore rechi7 reuranda hwake, muIsraeri ainge azvitengesa kuti ave muranda aisunungurwa opiwa chipo natenzi wake (Dhe 15:12-14; it-2-E 978 ¶6)

ZVIBVUNZE KUTI, ‘Zvii zvandingaita kuti ndiratidze kuti ndine hanya nevamwe vaKristu vanenge vachida kubatsirwa?’

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe