RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb21 July p. 12
  • “Makomborero Ese Aya . . . Haazobvi Pauri”

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • “Makomborero Ese Aya . . . Haazobvi Pauri”
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Mashoko Akafanana
  • Jehovha Anoita Sungano naDhavhidhi
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Siyana Nezvinhu Zvisina Zvazvinobatsira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Zvakaitwa naJobho Kuti Arambe Akachena
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Zvatinodzidza Pamifananidzo Iri Murwiyo Rwakafemerwa
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
mwb21 July p. 12
Vanhu vemhuri yechiIsraeri vakagara pasi pemuti panze pemba yavo vachikurukura nemufaro. Makwai ari kufura pedyo navo.

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

“Makomborero Ese Aya . . . Haazobvi Pauri”

Vaya vanoteerera inzwi raJehovha vanowana makomborero akawanda (Dhe 28:1, 3-6; w10 12/15 19 ¶18)

Makomborero aJehovha haazobvi pane vashumiri vake vanomuteerera (Dhe 28:2; w01 9/15 10 ¶2)

Jehovha anoda kuti timuteerere ‘tichipembera uye mwoyo yedu ichifara’ (Dhe 28:45-47; w10 9/15 8 ¶4)

Hama nehanzvadzi dzemarudzi akasiyana-siyana dziri kudya pamwe chete pashure pekupinda gungano.

Vashumiri vaJehovha vanomuteerera vanowana makomborero akawanda iye zvino, uye munguva pfupi iri kuuya vachawana makomborero aakavavimbisa.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe