RAIBHURARI YEPAINDANETI yeWatchtower
RAIBHURARI YEPAINDANETI
yeWatchtower
Shona
  • BHAIBHERI
  • MABHUKU
  • MISANGANO
  • mwb22 May p. 8
  • Jehovha Anoita Sungano naDhavhidhi

Hapana vhidhiyo iripo.

Tine urombo kuti vhidhiyo yaramba kuvhura.

  • Jehovha Anoita Sungano naDhavhidhi
  • Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • Mashoko Akafanana
  • Vimba naJehovha Uye Achakubatsira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
  • “Makomborero Ese Aya . . . Haazobvi Pauri”
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
  • Zvakaitwa naJobho Kuti Arambe Akachena
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2023
  • Siyana Nezvinhu Zvisina Zvazvinobatsira
    Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2021
Ona Zvimwe
Ushumiri Hwedu Uye Kurarama kwechiKristu—Purogiramu Yezvekuita Uye Zvichadzidzwa—2022
mwb22 May p. 8
Mambo Dhavhidhi ari pahwindo akatarisa panze.

Dhavhidhi achifungisisa nezvesungano iyo Jehovha akaita naye

PFUMA IRI MUSHOKO RAMWARI

Jehovha Anoita Sungano naDhavhidhi

Jehovha akavimbisa kuti dzinza raDhavhidhi raizova dzinza remadzimambo (2Sa 7:11, 12, mashoko emuzasi; w10 4/1 20 ¶3; ona mufananidzo uri pakavha)

Zvimwe zvakavimbiswa musungano yaiva pakati paJehovha naDhavhidhi zvakazadziswa naMesiya (2Sa 7:13, 14; VaH 1:5; w10 4/1 20 ¶4)

Makomborero anobva pakutonga kwaMesiya acharamba aripo nekusingaperi (2Sa 7:15, 16; VaH 1:8; w14 10/15 10 ¶14)

Jesu akagara pachigaro chake cheumambo kudenga akatarisa panyika.

Zuva nemwedzi zvinotiyeuchidza kuti Mesiya achatonga nekusingaperi. (Pis 89:35-37) Paunozviona, funga nezvezvakavimbiswa iwe nemhuri yako naJehovha zvaachazadzisa achishandisa Umambo hwake.

    Mabhuku eChiShona (1973-2025)
    Buda
    Pinda
    • Shona
    • Tumirawo Vamwe
    • Zvaunofarira
    • Copyright © 2025 Watch Tower Bible and Tract Society of Pennsylvania
    • Terms of Use
    • Privacy Policy
    • Privacy Settings
    • JW.ORG
    • Pinda
    Tumirawo Vamwe